Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 7:24

Jeremia 7:24 SUB1949

Asi haʋana‐kuterera, kana kurerekera nzeʋe dzaʋo, asi ʋakafamba nokuraŋgarira kwaʋo noʋukukutu bgemŋoyo yaʋo, ʋakadzokera shure; haʋana‐kupfuʋura mberi.

Verenga chikamu Jeremia 7