Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 7:22-23

Jeremia 7:22-23 SUB1949

Nokuti handina‐kutaura namadziɓaɓa enyu, kana kuʋaraira paŋguʋa yandakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita pamsoro peɀipiriso ɀinopiswa kana ɀiɓayiro; asi ndakaʋaraira cinhu ici, ndiciti: Tererai inzwi raŋgu, ndigoʋa Mŋari wenyu, nemi mucaʋa ʋanhu ʋaŋgu; mufambe nenzira yose yandicakurairai, mugoʋa nomufaro.

Verenga chikamu Jeremia 7