1
Isaya 51:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini, iyeni, ndinokunyaradzai; ndiwe aniko, unotya munhu unozofa, kana mŋanakomana womunhu, ucaitwa soʋuswa
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 51:16
Ndakaisa mashoko aŋgu mumuromo mako, ndikakufukidza mumumvuri woruʋoko rwaŋgu, kuti ndiʋambe ɗeŋga rose, nokuteya nheyo dzenyika, nditi kuZioni: Imi muri ʋanhu ʋaŋgu.
3
Isaya 51:7
Nditererei, imi munoziʋa kururama; imi ʋanhu ʋanomurairo waŋgu pamŋoyo yenyu; musatya kuɀidza kwaʋanhu, musavunduswa nokutuka kwaʋo.
4
Isaya 51:3
Nokuti Jehova wakanyaradza Zioni; wakanyaradza matoŋgo aro ose, akashandura renje raro riʋe seEdeni, nesaŋgo raro riʋe somunda waJehova; mufaro nokufarisisa ɀicawanikwa’mo, nokuʋoŋga nenzwi rokuimba.
5
Isaya 51:11
Ʋakasunuŋgurwa ʋaJehova ʋacadzoka, ʋacaenda Zioni ʋaciimba; mufaro usiŋgaperi ucaʋa pamisoro yaʋo, ʋacapiwa mufaro nokufarisisa, kucema nokugomera kucatiza.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo