1
Isaya 50:4
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe Jehova wakandipa rurimi rwaʋakadzidziswa, kuti ndiziʋe kusimbisa ʋakaneta namashoko; unondimutsa maŋgwanani ose, unomutsa nzeʋe dzaŋgu kuti ndinzwe saʋanodzidziswa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 50:7
Nokuti Ishe Jehova ucandiɓatsira, naiɀoɀo handina‐kunyadziswa; naiɀoɀo ndakaita ciso caŋgu sebge romusarasara, ndinoziʋa kuti handiŋganyadziswi.
3
Isaya 50:10
Ndianiko uri’po pakati penyu unotya Jehova, unoterera inzwi romuranda wake? Unofamba murima, asineciedza, ŋgaaʋimbe nezita raJehova, asendame kunaMŋari wake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo