1
Ezekieri 21:27
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Matoŋgo, matoŋgo, ndicaɀiita matoŋgo, neɀiɀi haɀiŋgarambi ɀiri’po, kuȿikira iye mŋene waɀo aciȿika; ndicamupa iye iɀo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 21:26
ɀanzi naShe Jehova: Ŋgowani yoʋuprista inofanira kubva, korona inofanira kubva, haɀiŋgarambi ɀiri’po; kwiridzai ɀiri pasi, muɗeredze ɀiri kumsoro.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo