1
Ezekieri 20:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
masaɓata aŋgu ŋgaaʋe matȿene kwamuri; ɀigoʋa ciratidzo pakati paŋgu nemi, kuti muziʋe kuti ndini Jehova Mŋari wenyu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Ezekieri 20:19
Ndini Jehova Mŋari wenyu; fambai nemitemo yaŋgu, muceŋgete ɀandakaraira, muɀiite
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo