Ezekieri 21:26
Ezekieri 21:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
zvanzi naIshe Jehovha: Bvisai nguwani youprista, bvisai korona. Hazvichazorambi zviri sezvazvaiva: vanozvidzwa vachasimudzirwa uye vanokudzwa vachaninipiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 21Ezekieri 21:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvanzi naIshe Jehovha, ‘Ngowani yohupristi inofanira kubva, korona inofanira kubva, hazvingarambi zviripo; kwiridzai zviri pasi, muderedze zviri kumusoro.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 21Ezekieri 21:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi Mwari bvisa ngundu ukutunure chiremba choumambo. Zvinhu hazvicharamba zvakaita zvazvakaita. Vapasi vachasimudzwa vapamusoro vachaderedzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ezekieri 21