1
Eksodo 24:17-18
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubginya kwaJehova kukaʋonekwa naʋana ʋaIsraeri kwakaita somŋoto unopisa kwaɀo, uri pamusoro wegomo. Mosesi akapinda mukati megore, akakwira mugomo; Mosesi akagara mugomo mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Eksodo 24:16
Kubginya kwaJehova kukagara pagomo reSinai, gore rikarifukidza mazuʋa matanhatu; nezuʋa recinomŋe wakaɗana Mosesi ari mukati megore.
3
Eksodo 24:12
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Kwira kwandiri muno mugomo, ugare’po; ndicakupa mahwendefa amabge anomurairo nomurau wandanyora, kuti uʋadzidzise.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo