1
Eksodo 25:8-9
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋgaʋandiitire nɀimbo tȿene, kuti ndigare pakati paʋo; seɀandicakuratidza ɀose, iwo mufananidzo wetabernakeri, nomufananidzo wenhumbi dzayo dzose, munofanira kuita saiɀoɀo.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Eksodo 25:2
Taura naʋana ʋaIsraeri kuti ʋandipe cipo; munditorere cipo kunomumŋe nomumŋe unoɗa kundiitira iɀoɀo nomŋoyo wake.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo