1
Muparidzi 3:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cinhu cimŋe necimŋe cinomusi waco, ʋuye shoko rimŋe nerimŋe pasi peɗeŋga rineŋguʋa yaro
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Muparidzi 3:2-3
Ŋguʋa yokuɓerekwa, neŋguʋa yokufa; ŋguʋa yokusima, neŋguʋa yokudzura cakasimŋa; ŋguʋa yokuʋuraya, neŋguʋa yokuporesa; ŋguʋa yokuputsa, neŋguʋa yokuʋaka
3
Muparidzi 3:4-5
ŋguʋa yokucema, neŋguʋa yokuseka; ŋguʋa yokuwuŋgudza, neŋguʋa yokupembera; ŋguʋa yokurasha mabge, neŋguʋa yokuʋuŋganidza mabge; ŋguʋa yokumbundikira, neŋguʋa yokurega kumbundikira
4
Muparidzi 3:7-8
ŋguʋa yokubvarura, neŋguʋa yokusona; ŋguʋa yokunyarara, neŋguʋa yokutaura; ŋguʋa yokuɗa, neŋguʋa yokuʋeŋga; ŋguʋa yokurwa, neŋguʋa yorugare.
5
Muparidzi 3:6
ŋguʋa yokutȿaka, neŋguʋa yokurega ɀirashike; ŋguʋa yokuceŋgeta, neŋguʋa yokurasha
6
Muparidzi 3:14
Ndinoziʋa kuti ɀose ɀinoitwa naMŋari, ɀicagara nokusiŋgaperi; hakunecinhu ciŋgawedzerwa, kana ciŋgabviswa paɀiri; Mŋari wakaɀiita iɀoɀo, kuti ʋanhu ʋamutye.
7
Muparidzi 3:17
Ndakati mumŋoyo maŋgu: Mŋari ndiye ucatoŋga wakarurama nowakaipa; nokuti ŋguʋa iri’po yeshoko rimŋe nerimŋe neɓasa rimŋe nerimŋe.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo