Muparidzi 3:4-5
Muparidzi 3:4-5 SUB1949
ŋguʋa yokucema, neŋguʋa yokuseka; ŋguʋa yokuwuŋgudza, neŋguʋa yokupembera; ŋguʋa yokurasha mabge, neŋguʋa yokuʋuŋganidza mabge; ŋguʋa yokumbundikira, neŋguʋa yokurega kumbundikira