Muparidzi 3:4-5
Muparidzi 3:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nguva yokuchema nenguva yokuseka, nguva yokuungudza nenguva yokudzana; nguva yokurasa mabwe nenguva yokuaunganidza pamwe chete, nguva yokumbundikira nenguva yokurega
Muparidzi 3:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nguva yokuchema, nenguva yokuseka; nguva yokuungudza, nenguva yokupembera; nguva yokurasha mabwe, nenguva yokuunganidza mabwe; nguva yokumbundikira, nenguva yokurega kumbundikira
Muparidzi 3:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pane nguva yokuchema nenguvawo yokuseka. Pane nguva yokuungudza nenguvawo yokupembera. Pane nguva yokukanda mambwe uko nokoko nenguvawo yokuunganidza mabwe. Pane nguva yokumbundirana nenguvawo yokusambundirana.
Muparidzi 3:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
ŋguʋa yokucema, neŋguʋa yokuseka; ŋguʋa yokuwuŋgudza, neŋguʋa yokupembera; ŋguʋa yokurasha mabge, neŋguʋa yokuʋuŋganidza mabge; ŋguʋa yokumbundikira, neŋguʋa yokurega kumbundikira
Muparidzi 3:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)