Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 3:4-5

Muparidzi 3:4-5 BDSC

nguva yokuchema nenguva yokuseka, nguva yokuungudza nenguva yokudzana; nguva yokurasa mabwe nenguva yokuaunganidza pamwe chete, nguva yokumbundikira nenguva yokurega

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMuparidzi 3:4-5