Muparidzi 3:17
Muparidzi 3:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakafunga mumwoyo mangu ndikati, “Mwari achatonga vose vakarurama nevakaipa, nokuti pachava nenguva yebasa rimwe nerimwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 3Muparidzi 3:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakati mumwoyo mwangu, “Mwari ndiye achatonga akarurama nowakaipa; nokuti nguva iripo yeshoko rimwe nerimwe nebasa rimwe nerimwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 3Muparidzi 3:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakazviti nechomumwoyo, “Mwari achatonga vakarurama navakaipa nokuti akatemera chinhu chimwe nechimwe nguva yacho uye nguva yebasa roga roga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Muparidzi 3