1
Danieri 7:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapiwa simba, nokubginya, noʋushe, kuti ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose ʋamushumire; simba rake roʋushe isimba risiŋgaperi, risiŋgazopfuʋuri, ʋuye ʋushe bgake haʋuŋgazoparadzwi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Danieri 7:13
Ndikaʋona paneɀandakaratidzwa ʋusiku, ndikaʋona mumŋe wakafanana nomŋanakomana womunhu aciʋuya namakore okuɗeŋga, akaȿika kunowakakwegura pamazuʋa ake, ʋakamusweɗedza pamberi pake.
3
Danieri 7:27
Ipapo ʋushe nesimba noʋukuru bgoʋushe bgose pasi peɗeŋga rose, ɀicapiwa ʋanhu ʋaʋatȿene ʋoWokumsoro‐soro; ʋushe bgake ndobgokusiŋgaperi, masimba ose acamushumira nokumuterera.
4
Danieri 7:18
Asi ʋatȿene ʋoWokumsoro‐soro ʋacapiwa ʋushe, ʋushe ʋucaʋa bgaʋo nokusiŋgaperi‐peri.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo