Dhanieri 7:14
Dhanieri 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akapiwa simba, kubwinya nesimba roushe; vanhu vose, ndudzi dzose uye vanhu vemitauro yose vakamunamata. Ushe hwake hunogara nokusingaperi husingatongopfuuri, uye umambo hwake ndihwo husingazomboparadzwi.
Dhanieri 7:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akapiwa simba, nokubwinya, noushe, kuti vanhu vose namarudzi ose namarimi ose vamushumire; simba rake roushe isimba risingaperi, risingazopfuuri, uye ushe hwake haungazoparadzwi.
Dhanieri 7:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Iye ndokupiwa utongi nembiri noumambo kuitira kuti vanhu vamarudzi ose zvawo ndudzi nendudzi, ndimi nendimi vave vokumushandira, hutongi hwake, huri hutongi hwokugara nokugara husingazombofa hwakapera, umambowo hwake umambo husingafi hwakaparadzwa.
Dhanieri 7:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Akapiwa simba, nokubginya, noʋushe, kuti ʋanhu ʋose namarudzi ose namarimi ose ʋamushumire; simba rake roʋushe isimba risiŋgaperi, risiŋgazopfuʋuri, ʋuye ʋushe bgake haʋuŋgazoparadzwi.
Dhanieri 7:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)