1
I Samueri 12:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ityai Jehova, mumushumire neɀokwaɗi nemŋoyo yenyu yose, nokuti raŋgarirai ɀinhu ɀikuru ɀaakakuitirai.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
I Samueri 12:22
Nokuti Jehova haaŋgasiyi ʋanhu ʋake nokuɗa kwezita rake guru, nokuti Jehova wakafara naɀo kukuitai imi ʋanhu ʋake.
3
I Samueri 12:20
Samueri akati kuʋanhu: Musatya henyu; makaita henyu ɀakaipa iɀi ɀose, asi regai kutsauka pakuteʋera Jehova, asi shumirai Jehova nemŋoyo yenyu yose
4
I Samueri 12:21
musatsauka, nokuti kana mukaɗaro, mucateʋera ɀinhu ɀisinamaturo, ɀisiŋgaɓatsiri kana kurwira, nokuti haɀinamaturo.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo