1 Samueri 12:22
1 Samueri 12:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuda kwezita rake guru Jehovha haazorambi vanhu vake nokuti Jehovha akafadzwa kuti akuitei vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 121 Samueri 12:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha haangasiyi vanhu vake nokuda kwezita rake guru, nokuti Jehovha wakafara nazvo kukuitai imi vanhu vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 121 Samueri 12:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chandinodariro ndechichi chokuti Tenzi haamborasa vanhu vake pamusana pezita rake guru nokuti chido chake zvake Tenzi kuti akuitei vanhu vake pachake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu 1 Samueri 12