1
Genesi 4:7
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukaita ɀakanaka, hauŋgafari here paciso cako? Kana usiŋgaiti ɀakanaka, ɀiʋi ɀinokuʋandira pamukoʋa; ɀicakutȿaka, asi iwe unofanira kuɀikunda.
താരതമ്യം
Genesi 4:7 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
2
Genesi 4:26
NaSeti wakaɓerekerwa mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Neŋguʋa iyo ʋanhu ʋakataŋga kuɗana zita raJehova.
Genesi 4:26 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
3
Genesi 4:9
Ipapo Jehova akati kunaKaini. Uripiko Aberi, munuŋuna wako? Iye akati: Handiziʋi; ndini mufudzi womunuŋuna waŋgu kanhi?
Genesi 4:9 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
4
Genesi 4:10
Akati: Waiteiko? Inzwi reropa romunuŋuna wako rinoɗanidzira kwandiri panyika.
Genesi 4:10 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
5
Genesi 4:15
Jehova akati kwaari: Naiɀoɀo aninani unoʋuraya Kaini ucatsibga kanomŋe. Jehova ndokuisira Kaini ciratidzo, kuti munhu unozomuwana arege kumuʋuraya.
Genesi 4:15 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
ഭവനം
വേദപുസ്തകം
പദ്ധതികൾ
വീഡിയോകൾ