1
Genesi 5:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Enoki akafamba naMŋari, akasazoʋa’po, nokuti Mŋari wakamutora.
താരതമ്യം
Genesi 5:24 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
2
Genesi 5:22
shure kwokuɓerekwa kwaMetusara, Enoki wakafamba naMŋari makore anamazana matatu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
Genesi 5:22 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
3
Genesi 5:1
Ndiyeyi buku yamarudzi aAdama. Musi waakasika munhu, Mŋari wakamuita nomufananidzo waMŋari
Genesi 5:1 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
4
Genesi 5:2
wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa.
Genesi 5:2 പര്യവേക്ഷണം ചെയ്യുക
ഭവനം
വേദപുസ്തകം
പദ്ധതികൾ
വീഡിയോകൾ