1
Mapisarema 107:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋoŋgai Jehova, nokuti wakanaka; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Compare
Explore Mapisarema 107:1
2
Mapisarema 107:20
Unotuma shoko rake, ndokuʋaporesa, Nokuʋarwira pakuparadzwa kwaʋo.
Explore Mapisarema 107:20
3
Mapisarema 107:8-9
Haiwa, ɗai ʋanhu ʋacirumbidza Jehova nokuɗa kwokunaka kwake, Ʋuye nokuɗa kwamaɓasa ake, anoshamisa, aakaitira ʋanakomana ʋaʋanhu! Nokuti unogutisa mŋeya, unenyota, Ʋuye mŋeya, unenzara, unouzadza neɀakanaka.
Explore Mapisarema 107:8-9
4
Mapisarema 107:28-29
Ɀino ʋocema kunaJehova panhamo yaʋo, Iye ndokuʋaɓuɗisa pamaɗambudziko aʋo. Unonyaradza ɗutu remhepo, Mafuŋgu aro ndokunyarara.
Explore Mapisarema 107:28-29
5
Mapisarema 107:6
Ipapo ʋakacema kunaJehova pakutambudzika kwaʋo, Iye akaʋarwira panjodzi dzaʋo.
Explore Mapisarema 107:6
6
Mapisarema 107:19
Ɀino ʋocema kunaJehova panhamo yaʋo, Iye unoʋaponesa pamaɗambudziko aʋo.
Explore Mapisarema 107:19
7
Mapisarema 107:13
Ipapo ʋakacema kunaJehova panhamo yaʋo, Akaʋaponesa pamaɗambudziko aʋo.
Explore Mapisarema 107:13
Home
Bible
Plans
Videos