1
Mapisarema 106:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hareruya. Ʋoŋgai Jehova, nokuti wakanaka; Nokuti ŋgoni dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Compare
Explore Mapisarema 106:1
2
Mapisarema 106:3
Ʋakaropafadzwa ʋanoceŋgeta kururama, Naiye unoita ɀakarurama ŋguʋa dzose.
Explore Mapisarema 106:3
3
Mapisarema 106:4-5
Ndiraŋgarirei Jehova, noʋunyoro bgamunabgo kuʋanhu ʋenyu; Ndishanyirei noruponeso rwenyu. Kuti ndiʋone kukomborerwa kwaʋasanaŋgurwa ʋenyu, Kuti ndifare kwaɀo nomufaro waʋanhu ʋenyu, Kuti ndirumbidze pamŋe cete nenhaka yenyu.
Explore Mapisarema 106:4-5
Home
Bible
Plans
Videos