1
Mapisarema 108:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
MunaMŋari ticaita noʋumhare; Nokuti ndiye ucatsika ʋadziʋisi ʋeɗu pasi.
Compare
Explore Mapisarema 108:13
2
Mapisarema 108:4
Nokuti ŋgoni dzenyu ihuru kumsoro kwokuɗeŋga‐ɗeŋga, Ʋuye ɀokwaɗi yenyu inoȿikira kuɗeŋga rose.
Explore Mapisarema 108:4
3
Mapisarema 108:1
Mŋoyo waŋgu wakasimba, Mŋari; Ndicaimba, ɀirokwaɀo, ndicaimba nziyo dzokurumbidza, nomŋeya waŋgu wose.
Explore Mapisarema 108:1
4
Mapisarema 108:12
Tiɓatsirei pamudziʋisi weɗu; Nokuti kuɓatsira kwaʋanhu hakunamaturo.
Explore Mapisarema 108:12
Home
Bible
Plans
Videos