1
Mapisarema 109:30
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋoŋga Jehova kwaɀo nomuromo waŋgu; Ɀirokwaɀo, ndicamurumbidza pakati paʋazhinji.
Compare
Explore Mapisarema 109:30
2
Mapisarema 109:26
Ndiɓatsirei, Jehova, Mŋari waŋgu; Ndiponesei neŋgoni dzenyu.
Explore Mapisarema 109:26
3
Mapisarema 109:31
Nokuti iye ucamira kuruʋoko rworudyi rwomushaiwi, Kuti amuponese panaʋanotoŋga mŋeya wake.
Explore Mapisarema 109:31
Home
Bible
Plans
Videos