Mapisarema 107:28-29
Mapisarema 107:28-29 SUB1949
Ɀino ʋocema kunaJehova panhamo yaʋo, Iye ndokuʋaɓuɗisa pamaɗambudziko aʋo. Unonyaradza ɗutu remhepo, Mafuŋgu aro ndokunyarara.