1
Genesi 18:14
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunecinhu ciŋgakunda Jehova here? Ŋguʋa ino, gore rapfuʋura, ndicadzokera kwauri; Sara ucaʋa nomŋanakomana.
Ṣe Àfiwé
Ṣàwárí Genesi 18:14
2
Genesi 18:12
Sara akaseka mumŋoyo make, akati: Ini ndiŋgaɀifarira here ɀandacembera, naiye tenzi waŋgu akwegura ʋo?
Ṣàwárí Genesi 18:12
3
Genesi 18:18
Abrahama ɀaacaʋa rudzi rukuru runesimba, nendudzi dzose dzenyika dzicaropafadzwa maari?
Ṣàwárí Genesi 18:18
4
Genesi 18:23-24
Ɀino Abrahama wakasweɗera, akati: Mucaparadza ʋakarurama pamŋe cete naʋakaipa here? Ɀimŋe ʋaŋgaʋa’po ʋakarurama ʋanamakumi mashanu muguta; mucaparadza nɀimbo iyo, mukasainzwira tsitsi nokuɗa kwaʋakarurama ʋanamakumi mashanu ʋari’mo here?
Ṣàwárí Genesi 18:23-24
5
Genesi 18:26
Ipapo Jehova akati: Kana ndikawana muSodoma ʋakarurama ʋanamakumi mashanu mukati meguta, ndicanzwira nɀimbo yose tsitsi nokuɗa kwaʋo.
Ṣàwárí Genesi 18:26
Ilé
Bíbélì
Àwon ètò
Àwon Fídíò