Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Ndira)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Ndira)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F819%2F1280x720.jpg&w=3840&q=75)
31 Mazuva
Chidimbu chekutanga chezvidimbu gumi nembiri, hurongwa uhu hunotungamira nharaunda kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga hurongwa hutsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yehurongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika maminetsi makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chekutanga chine mabhuku anoti Ruka, Mabasa, Dhanieri neGenesisi.
Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church
Zviri pamusoro pemunyoriZvirongwa zvakada kufanana neichi
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kukadzi)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F835%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kukadzi)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kurume)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F879%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kurume)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kubvumbi)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F902%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Kubvumbi)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chivabvu)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F924%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chivabvu)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chikumi)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F946%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chikumi)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chikunguru)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F955%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chikunguru)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Nyamavhuvhu)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F981%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Nyamavhuvhu)
![Ngativerenge Bhaibheri Pamwe Chete (Gunyana)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F1022%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerenge Bhaibheri Pamwe Chete (Gunyana)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Gumiguru)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F1059%2F320x180.jpg&w=640&q=75)
Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Gumiguru)
![Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Mbudzi)](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F1079%2F320x180.jpg&w=640&q=75)