Ngativerengei Bhaibheri Pamwe Chete (Chivabvu)
31 Mazuva
Chidimbu cheshanu chezvidimbu gumi nembiri, chirongwa ichi chinotungamira misha kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga chirongwa chitsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yezvirongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika mamineti makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu cheshanu chine mabhuku anoti 1ne 2 VaKorinde, Dhuteronomi naJoshua.
Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church
Zviri pamusoro pemunyori