Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ngativerenge Bhaibheri Pamwe Chete (Gunyana)

Ngativerenge Bhaibheri Pamwe Chete (Gunyana)

30 Mazuva

Chidimbu chepfumbamwe chezvidimbu gumi nembiri, chirongwa ichi chinotungamira misha kufamba neBhaibheri rese mumazuva mazana matatu nemakumi nhanhatu neshanu. Koka vamwe vabatanewo newe pese pawatanga chirongwa chitsva kutanga kwemwedzi wega-wega. Iyi mitserendende yezvirongwa inoshanda zvakanaka neBhaibheri rekuverengerwa-teerera munguva shoma inosvika mamineti makumi nembiri pazuva! Chidimbu chega-chega chinosanganisira zvitsauko zveTestamende Yekare neItsva, neMapisarema akaparadzirwa kwese. Chikamu chepfumbamwe chine mabhuku anoti Nehemia, Esteri, 1 ne 2 Timoti, Joere, Amosi, Obhadhia, Nahumi, Habhakuki, Zefania, Tito, Firimoni, Jakobho, Hagai, Zekaria naMaraki.

Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church
Zviri pamusoro pemunyori