Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Hasha Chikamu

Anger

ZUVA 1 REMAZUVA 5

Hasha dzinouya kunesu vakanaka vacho!Mhinduro yako kuhasha inofanira kunge iri yekuvimba muna Mwari uye kufungisisa Shoko Rake.Chimbofunga kuverenga chirongwa Kuvimba pamwe chete necheHasha.Mavhesi anotevere,kana ukamabata pamwoyo,anokubatsira kupa mhinduro yakakodzera kuhasha.Ita kuti hupenyu hwako hushanduke nekudzidzira magwaro!Kuti uwane dzidzo yakazara yekuti uchengetedze magwaro pamwoyo,enda pa www.MemLok.com
Zuva 2

Zvinechekuita neHurongwa uhu

More

Tinoda kutenda MemLok neBible Memory System nekutipa zvivakwa zvechirongwa ichi. Kuti muzive zvakawanda pamusoro peMemLok shanyirai: http://www.MemLok.com