Kutsamwa neRuvengo
![Kutsamwa neRuvengo](/_next/image?url=https%3A%2F%2Fimageproxy.youversionapi.com%2Fhttps%3A%2F%2Fs3.amazonaws.com%2Fyvplans%2F109%2F1280x720.jpg&w=3840&q=75)
7 Mazuva
Hasha inhau yekuti munhu wese anotombotarisana nayo pane imwe nguva.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakupa maonero ebhaibheri,nechikamu chipfupi chekuverenga zuva rega-rega.Verenga ndima yacho,tora nguva yekuti umbozvitarisa iwe wakatendeseka,uye ubvumidze Mwari kuti vataure mumamiriro ako ezvinhu.
Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church
Zviri pamusoro pemunyori