Kutsamwa neRuvengoChikamu

Hadzisi hasha dzose dzinganzi chitadzo.Zvokwadi,unobvumirwa kuita hasha pamusoro pezvinhu zvinopawo hasha kuna Mwari.Kunonzi kushatirwa kwakarurama.Unobvumirwa kuve wakadaro kusvikira zuva ranyura.Zvinotoda kuti unyatsotsvagisisa mumwoyo mako kuti utsvage chinokonzeresa hasha dzako.Kana ukatsitsirira hasha dzako kana kudzibudisa,zvose zvakadai zvine ngozi.Unogona kunge uchiziva izvi nechekare,asi hasha dzakarasika hadzikuitire zvakanaka iwe uye vamwe vanhu vari pauri.Yave nguva yekuti uchisiya Mwari kuti vakupe rudo panzvimbo pehasha.
Rugwaro
Zvinechekuita neHurongwa uhu

Hasha inhau yekuti munhu wese anotombotarisana nayo pane imwe nguva.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakupa maonero ebhaibheri,nechikamu chipfupi chekuverenga zuva rega-rega.Verenga ndima yacho,tora nguva yekuti umbozvitarisa iwe wakatendeseka,uye ubvumidze Mwari kuti vataure mumamiriro ako ezvinhu.
More
We would like to thank LifeChurch.tv for providing this plan. For more information, please visit: www.lifechurch.tv