Hurongwa Hwekuverenga Bhuku rimwechete panguva imwechete hweDiscipleship Journal
349 Mazuva
Nhevedzano isinganetsi kutevera pakuverenga Bhaibheri bhuku rimwechete panguva imwechete. Kubva kuDiscipleship Journal, hurongwa uhwu hwekuverenga bhuku rimwechete panguva imwechete hunokupa zvaunoda kuti uverenge Bhaibheri mugore rimwechete.
Tinoda kutenda NavPress nekutiwunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: http://bit.ly/ArZLES
Zviri pamusoro pemunyori