Testamende Yekare – Vaporofita vadikiChikamu
Nhasi izuva rekubatira pawakasiira kana kungofunga zvawakadzidziswa naMwari kubudikidza nezvawakaverenga.
Zvinechekuita neHurongwa uhu
Chirongwa chino chichakutungamirira kuvaporofita vadiki muTestamende Yekare. Nezvikamu zvishomanana zvekuverenga zuva rimwe nerimwe, chirongwa ichi chakanyanyonaka uri wega kana muchiverenga makawanda.
More
This plan is provided by YouVersion. For more information, please visit: www.youversion.com