Testamende Yekare – Vaporofita vadiki

25 Mazuva
Chirongwa chino chichakutungamirira kuvaporofita vadiki muTestamende Yekare. Nezvikamu zvishomanana zvekuverenga zuva rimwe nerimwe, chirongwa ichi chakanyanyonaka uri wega kana muchiverenga makawanda.
Chirongwa chino chakagadzirwa neve YouVersion. Kana muchida kuziva zvakawanda, tapota shanyirai: www.youversion.com