MuedzoChikamu
"Dhiyabhorosi ndiye aita kuti ndizviite!" Uku ndiko kuzviregerera kunoshandiswa nevakawanda kuti vatonge kuwira muchiyedzo kana kusadzikama kwavanenge vaita. Tiri ipapo ichokwadi kuti muvengi ari kutenderera nenyika achitsvaga vanhu vaangaputsa; ichikwadiwo kuti anotevera Kristu ane simba raMwari rinogara maari. Zvakaipa kupinda mumuyedzo here? Ndiani ane mhosva kana iwe ukapa muyedzo nekusadzikama mukana? Une zvimwe zvingasarudzwe paunga zviwane wave mumamiriro akaoma aya? Bhaibheri rine zvinhu zvakawanda zvekutaura pamusoro pemiyedzo nekusadzikama.
Pinda utsvage kuti uzviwane!
Pinda utsvage kuti uzviwane!
Rugwaro
Zvinechekuita neHurongwa uhu
Miyedzo inouya nenzira dzakasiyana-siyana. Uye zviri nyore kuti tiregerere zvisarudzo zvataita uye kupautongi pachedu. Chirongwa ichi chemazuva manomwe chinoratidza kuti ungakunde sei miyedzo, kubudikidza neMweya Mutsvene waMwari. Tora nguva yako kuti unyararidze pfungwa dzako, ita kuti Mwari vataure muhupenyu hwako, uye uchawana simba rekukunda miyedzo yakakura.
More
Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church