Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

KushungurudzwaChikamu

Abuse

ZUVA 1 REMAZUVA 7

Kushungurudzwa kunoitika munezvakasiyana-siyana.Kurohwa,kushungurudzwa mupfungwa uye kubatwa chibharo ndizvo zvinonyanya kuitika pakushungurudzwa uye vanhu vakawanda havazive kuti vanozvifambisa sei kana zvadai.Kama uri munhu anoshungurudza vamwe,regedza.Kana uriiwe urikushungurudzwa,ita kuti mazwi emubhaibheri akutungamire pakuronga kuti unoita sei nehukama hwako nemunhu arikukushungurudza.Kana uri pakati pengozi unofanira kubva ipapo nekukurumidza.Kana kushingurudzwa kwako kusingazosvika pakuurawa kana kuti ndezvakare asi uchiri kunetseka nazvo,tora nguva yako umbofungisisa uchishandisa shoko raMwari panyaya iyi.
Zuva 2

Zvinechekuita neHurongwa uhu

Abuse

Hapana munhu anombofanira kunge achishungurudzwa.Mwari vanokuda uye vanodisa kuti iwe ukoshe uye uchengetwe.Hapana kukanganisa,hapana kukanganisirwa,hapana kusawirirana kunofanira kuti kuzosangana nekurohwa,kubatwa chibharo kana kushungurudzwa mupfungwa.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichabatsira kusimbisa kunzwisisa kuti Mwari vanoda hutongi hwakarurama,rudo uye nyaradzo pamunhu wega wega.

More

We would like to thank Life.Church for providing this plan. For more information, please visit: www.life.church