Mapisarema 42:4-5
Mapisarema 42:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinorangarira zvinhu izvi pandinodurura mweya wangu, mafambiro andaiita navazhinji ndichitungamirira mudungwe wavanhu kuimba yaMwari, nokupembera nomufaro uye nokuvonga pakati pavazhinji pamutambo. Wakasuwireiko, nhai mweya wangu? Unotambudzwa neiko mukati mangu? Isa tariro yako muna Mwari, nokuti ndichamurumbidzazve, Muponesi wangu naMwari wangu.

Mapisarema 42:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinorangarira zvinhu izvi, ndichidurura mweya wangu mukati mangu, Zvokuti ndaienda navazhinji, ndichivatungamirira kuimba yaMwari Nezwi rokufara nokurumbidza, tiri vazhinji vaitamba mutambo. Unoshuwireiko, mweya wangu? Unoshaiwa rugare neiko mukati mangu? Tarira kuna Mwari; nokuti ndichazomurumbidza hangu, Nokuda kwokuponesa kwechiso chake.
Mapisarema 42:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinhu izvi ndinozviyeuka ndichirwadziwa mwoyo: kuenda kwandaiita negurusvusvu ravanhu ndichitungamirira dungwerungwe ravo kuimba yaMwari nomupupuru nedzimbo dzokutenda, manyore manyore avanhu vachichengeta zuva guru. Ko ndasururavara neiko kudai iyeni? Ko ndadzongodzwa mwoyo mukati mangu seiko kudai? Ndinofanira kutarisira muna Mwari nokuti ndichamurumbidzazve iye rubatsiro rwangu
Mapisarema 42:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndinoraŋgarira ɀinhu iɀi, ndiciɗurura mŋeya waŋgu mukati maŋgu, Ɀokuti ndaienda naʋazhinji, ndiciʋatuŋgamirira kuimba yaMŋari Nenzwi rokufara nokurumbidza, tiri ʋazhinji ʋaitamba mutambo. Unoshuwireiko, mŋeya waŋgu? Unoshaiwa rugare neiko mukati maŋgu? Tarira kunaMŋari; nokuti ndicazomurumbidza haŋgu, Nokuɗa kwokuponesa kweciso cake.
Mapisarema 42:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)