Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 42:4-5

Mapisarema 42:4-5 SUB1949

Ndinoraŋgarira ɀinhu iɀi, ndiciɗurura mŋeya waŋgu mukati maŋgu, Ɀokuti ndaienda naʋazhinji, ndiciʋatuŋgamirira kuimba yaMŋari Nenzwi rokufara nokurumbidza, tiri ʋazhinji ʋaitamba mutambo. Unoshuwireiko, mŋeya waŋgu? Unoshaiwa rugare neiko mukati maŋgu? Tarira kunaMŋari; nokuti ndicazomurumbidza haŋgu, Nokuɗa kwokuponesa kweciso cake.