Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 42:4-5

Nziyo 42:4-5 SCLB

Zvinhu izvi ndinozviyeuka ndichirwadziwa mwoyo: kuenda kwandaiita negurusvusvu ravanhu ndichitungamirira dungwerungwe ravo kuimba yaMwari nomupupuru nedzimbo dzokutenda, manyore manyore avanhu vachichengeta zuva guru. Ko ndasururavara neiko kudai iyeni? Ko ndadzongodzwa mwoyo mukati mangu seiko kudai? Ndinofanira kutarisira muna Mwari nokuti ndichamurumbidzazve iye rubatsiro rwangu

Verenga chikamu Nziyo 42