Mapisarema 107:19-20
Mapisarema 107:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, uye akavaponesa pakutambura kwavo. Akatuma shoko rake uye akavaporesa; akavanunura kubva paguva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 107Mapisarema 107:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vochema kuna Jehovha panhamo yavo, Iye anovaponesa pamadambudziko avo. Anotuma shoko rake, ndokuvaporesa, Nokuvarwira pakuparadzwa kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 107Mapisarema 107:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakazochema kuna TENZI munhamo dzavo, iye akavanunura kupfumvu yavo. Akavarapa nezwi rake akavanunura pakuparadzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 107