Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 107:19-20

Mapisarema 107:19-20 SNA2002

Zvino vochema kuna Jehovha panhamo yavo, Iye anovaponesa pamadambudziko avo. Anotuma shoko rake, ndokuvaporesa, Nokuvarwira pakuparadzwa kwavo.