Mapisarema 1:3-4
Mapisarema 1:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akafanana nomuti wakasimwa pahova dzemvura, unobereka michero yawo nenguva yawo, uye mashizha awo haasvavi. Chinhu chipi nechipi chaanoita chinoendeka. Vakaipa havana kudaro! Vakafanana nehundi inopepereswa nemhepo.
Mapisarema 1:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Achafanana nomuti wakasimwa pahova dzemvura, Anobereka michero yawo nenguva yawo, Mashizha awo haasvavi; Chinhu chipi nechipi chaanoita chichaendika. Vakaipa havana kudaro; Asi vakafanana nehundi inopepereswa nemhepo.
Mapisarema 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akaita somuti wakasimwa pamahombekombe erwizi unobereka muchero wawo panguva yawo uri muti usingauni mashizha. Zvose zvaanoita zvinobudirira. Asi hazvisirizvo zvakaita vakaipa, vakaita sehundi inopeperetswa nemhepo.
Mapisarema 1:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ucafanana nomuti wakasimŋa pahoʋa dzemvura, Unoɓereka micero yawo neŋguʋa yawo, Mashizha awo haaȿaʋi; Cinhu cipi necipi caanoita cicaendika. Ʋakaipa haʋana‐kuɗaro; Asi ʋakafanana nehundi inopepereswa nemhepo.
Mapisarema 1:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)