Zvirevo 23:21
Zvirevo 23:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti zvidhakwa nevane madyo vachava varombo, uye hope dzichavapfekedza mamvemve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti munwi neane madyo vachava varombo; Hope dzichapfekedza munhu mamvemve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti chidhakwa neanokara kudya vachava varombo, vanotsomwaira nehope vachapfeka mamvemve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23