Zvirevo 22:5-6
Zvirevo 22:5-6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Minzwa nemisungo zviri panzira yousakarurama; Asi anochengeta mweya wake achagara kure nazvo. Rovedza mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyange akwegura haangatsauki pairi.
Zvirevo 22:5-6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munzira yeakaipa mune minzwa nemisungo, asi uyo anochengeta mweya wake anogara kure nazvo. Rovedza mwana munzira yaanofanira kufamba nayo, uye kana achinge akura haazotsauki kubva pairi.

Zvirevo 22:5-6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munzira yomunhu asina kutsarukana mune minzwa nemisungo munhu anozvichengeta anogara kure nazvo. Dzidzisa mwana nzira yaanofanira kufamba nayo kunyange akura haasiane nayo.