Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 22:5-6

Zvirevo 22:5-6 BDSC

Munzira yeakaipa mune minzwa nemisungo, asi uyo anochengeta mweya wake anogara kure nazvo. Rovedza mwana munzira yaanofanira kufamba nayo, uye kana achinge akura haazotsauki kubva pairi.