Mako 3:21
Mako 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mhuri yake yakati yazvinzwa, vakaenda kundomubata, nokuti vakati, “Ava kupenga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 3Mako 3:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vokwake vakati vachizvinzwa, vakabuda kuzomubata, nokuti vakati, “Anopenga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 3Mako 3:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino hama dzake padzakazvinzwa, dzakauya kuzomutora nokuti zvainzi, “Wava kupenga.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 3