Mako 1:12-13
Mako 1:12-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakarepo Mweya akamutumira kurenje, uye akanga ari murenje kwamazuva makumi mana, achiedzwa naSatani. Akanga ari pamwe chete nemhuka dzesango uye vatumwa vakamushandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1Mako 1:12-13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakarepo Mweya akamubudisira kurenje; akava murenje mazuva makumi mana, achiedzwa naSatani; akagara nezvikara, vatumwa vakamushandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1Mako 1:12-13 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Pakarepo Mweya akamuendesa kurenje. Akagara murenje mazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Imomo aingova nemhuka dzomusango, asi vatumwa vakanga vachimushandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 1