Ruka 15:4-5
Ruka 15:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
“Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana? Kana aiwana anoitakura pamafudzi ake achifara.
Ruka 15:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndianiko pakati penyu kana ane makwai zana, rimwe racho kana rikarasika, asingasiyi makumi mapfumbamwe namapfumbamwe kumafuro achindotsvaka gwai rakarasika kusvikira ariwana? Uye kana ariwana, anoritakura pamapfudzi ake nomufaro
Ruka 15:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ndianiko kwamuri anamakwai ane zana, kana akarasikirwa neimwe yadzo, angasasiya makumi mapfumbamwe namapfumbamwe murenje, akatevera rakarasika kusvikira ayiwana? “Kana ayiwana, anoriisa pamafudzi ake, achifara.
Ruka 15:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndoupi munhu pakati penyu anenge ane zana rehwai, akarasa imwechete yadzo, asingasiyi makumi mapfumbamwe ane pfumbamwe kumafuro achienda kundotsvaka yakarasika iya kusvikira aiwana? Kana aiwana anoitakura pamafudzi ake achifara.
Ruka 15:4-5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndianiko kwamuri unamakwai anezana, kana akarashikirwa nerimŋe rawo, uŋgasasiya makumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe murenje, akateʋera rakarashika kuȿikira ariwana? Kana ariwana, unoriisa pamafudzi ake, acifara.