Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 15:4-5

Ruka 15:4-5 SUB1949

Ndianiko kwamuri unamakwai anezana, kana akarashikirwa nerimŋe rawo, uŋgasasiya makumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe murenje, akateʋera rakarashika kuȿikira ariwana? Kana ariwana, unoriisa pamafudzi ake, acifara.

Verenga chikamu Ruka 15